歌词

Ndikati donzvo remoyo wangu
Padiki pese pese pandinapo
Ndichaedza kufadza iwe zvangu
Kuzama kufadza iwe wangu

Bindu rerudo ndinoridiridzira
Nyaya dzerudo ndinoita kuchidzira
Meso angu newe akapfukidzirwa
Kunge hangaiwa wandigumbatira
Kurarama iwe urikure kure
Hazvigoni moyo wangu hauna kusimba
Hazvigoni hana yangu haina kusimba
Kurarama iwe urikure kure
Hazvigoni moyo wangu hauna kusimba
Hazvigoni hana yangu haina kusimba

歌词在下面...

不想看到广告?马上升级

Ndikati donzvo remoyo wangu
Padiki pese pese pandinapo
Ndichaedza kufadza iwe zvangu
Kuzama kufadza iwe wangu
Handizeze kukunongedzera
Ndichiti paari ini ndakaperera
Tsvarakadenga samatenga vakatumira
Zvikomborero badzi badzi zvakazarurwa
Handizeze kukunongedzera
Ndichiti paari ini ndakaperera
Tsvarakadenga samatenga vakatumira
Zvikomborero badzi badzi zvakazarurwa

Gonna love you till the day that I die
Gonna be with you like forever my girl
Hold me
Love me
Gonna love you till the day that I die
Gonna be with you like forever my girl
Hold me, hold me
Love me, love me

Iro rokwe chena rinokufita
Kutambura hakuna kumbovhera Kwaku Suiter
Mudziva rerudo varume ndakushambira
Gore rino rinopera mombe ndatumira
Shamwari yangu yeupenyu hwangu
Pauri ndinodonha newe mumwe wangu
Usambotya ah aah Usambotyaa

Ndikati donzvo remoyo wangu
Padiki pese pese pandinapo
Ndichaedza kufadza iwe zvangu
Kuzama kufadza iwe wangu
Handizeze kukunongedzera
Ndichiti paari ini ndakaperera
Tsvarakadenga samatenga vakatumira
Zvikomborero badzi badzi zvakazarurwa
Handizeze kukunongedzera
Ndichiti paari ini ndakaperera
Tsvarakadenga samatenga vakatumira
Zvikomborero badzi badzi zvakazarurwa

Handizeze kukunongedzera
Ndichiti paari ini ndakaperera
Tsvarakadenga samatenga vakatumira
Zvikomborero badzi badzi zvakazarurwa
Handizeze kukunongedzera
Ndichiti paari ini ndakaperera
Tsvarakadenga samatenga vakatumira
Zvikomborero badzi badzi zvakazarurwa

Handizeze kukunongedzera
Iweee iweee
Ndichiti paari ini ndakaperera
Babe Babe Babe Babe Babe aaah
Tsvarakadenga samatenga vakatumira
Rodney achigadzira Styles Melik!!

Writer(s): Brighton Machaya

不想看到广告?马上升级

API Calls

从 Spotify 记录音乐?

将您的 Spotify 帐户连接到您的 Last.fm 帐户,通过任何设备或平台上的任何 Spotify 应用记录您所听的一切内容。

连接到 Spotify

关闭