Playing via Spotify Playing via YouTube
Skip to YouTube video

Loading player…

Scrobble from Spotify?

Connect your Spotify account to your Last.fm account and scrobble everything you listen to, from any Spotify app on any device or platform.

Connect to Spotify

Dismiss

A new version of Last.fm is available, to keep everything running smoothly, please reload the site.

Rudo Chete - Lyrics

Dhiya iwe dhiya iwe
Usandione seka cheche
Rudo chete runondinetsa
Usandione sendinopenga iwe
Kana ndada munhu ini ndamudawo pachokwadi,
mudiwa wangu mudiwanguwo usandione sekacheche

Dhiya iwe dhiya iwe
Usandione seka cheche
Rudo chete runondinetsa
Usandione sendinopenga iwe
Kana ndada munhu ini ndamudawo pachokwadi,
mudiwa wangu mudiwanguwo usandione sekacheche
Rudo chete runondishungurudza
Runonditadzisa kugara pasi
Ndikaswera ndisina kukuona
Zvinondirwadzawo pamoyo
Ndinoswera ndakakutakura
mupfungwa dzanguwo shamwari
ndichingofunga nyaya dzedu dziye
nyaya dzedu dzemandorokwati
pfungwa dzangu ibarara mhanywa
nekufunga rangu remangwana
Chiri chii chingandifadze kana ndisina kukuona.
Rudo chete runondituma kuti ndikutevere shamwari.

mudiwa wangu mudiwanguwo ndiudzewo pachine nguva

Similar Tracks

Similar Artists

Don't want to see ads? Subscribe now

API Calls