Playing via Spotify Playing via YouTube
Skip to YouTube video

Loading player…

Scrobble from Spotify?

Connect your Spotify account to your Last.fm account and scrobble everything you listen to, from any Spotify app on any device or platform.

Connect to Spotify

Dismiss

A new version of Last.fm is available, to keep everything running smoothly, please reload the site.

Hondo - Lyrics

Hot property
Kutsverere kutsverere kutsve-kutsve
(Baba wee)
Kutsverere kutsverere kutsve-kutsve

Tsverere kutsverere njekutsve-kutsveku
Njekutsve-kutsveku
Taramba Hondo
Tsverere kutsveku
Tsverere kutsve-kutsveku

Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Nakanga ndati huyai mese tiwirirane
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Nakanga ndati huyai mese tiwirirane
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane

Pane vanhu vanofara ndawira mugomba
Tadza kungo nditakura tiende kumba

Nyangwe nhumbi dzangu vaita gumbakumba
Vachikanganwe mafuta avo senyama yehumba

Oh vakamboyedza-yedza
Zvese zvichivarambira kana ndichinge ndoyenda
Ndokuonayi ndapinda

Mazvitangira njodzi (hombarume)
Mazviparira ngozi (hombarume)
Mazvipisira hozi (hombarume)
Tikakoka ngirozi (hombarume)

Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Nakanga ndati huyai mese tiwirirane
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Nakanga ndati huyai mese tiwirirane
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane

Yanetsa yakwidza yakwiramakata (huya uone)
Yapisa yakwata segwata-kwata (huya uone)
Ndini ndakatambudza nehamburamakaka (huya uone)
Dzaiva hofori dzakayamwa mukaka (huya uone)
Zvikanzi mhanya (hwedza) mwanangu mhanya (hwedza)
Huma Huma Huma
Iriko hondo (hwedza) kumarinda hondo (hwedza)
Huma Huma Huma

Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Nakanga ndati huyai mese tiwirirane
Ndakanga ndati huyai vana vekumusha kwangu
Nakanga ndati huyai mese tiwirirane
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo sevanhu vatema
(Ah hoo ah hoo)
Tinoda kubvisa hondo tese tiwirirane

Nekuti taingoda kuti tifambe navo
Museve nematemo vatobata kare
Nyaya zvayaoma saka handingasare
Ndizvo zvandinogona saka handinganyare
Kana mukandirambidza munoona ndadzoka
Kana mukandirambidza munoona ndadzoka
Muchinge mandirambidza munoona ndzadzoka
Kana mukandirambidza munoona ndadzoka
Saka Zakeyo
buruka tiende
buruka tiende
buruka tiende
Saka Zakeyo
buruka tiende (murovere ngoma)
buruka tiende (murovere ngoma)
buruka tiende

Tsvere kutsverere njekutsveku (kutsverere-kutsveku)
Tsvere kutsverere njekutsveku (kutsverere-kutsveku)
Taramba hondo tsverere kutsveku (kutsverere-kutsveku)
Tsverere kutsve njekutsveku

Ndakanga ndati ndirimwana muzezuru
Terera unzwe njenjere kutsveku

Taramba hondo changamire woye
Yowerere huya uone njenjewo-njenjewo kutsve
Taramba hondo baba kani
Njerere kutsvetsve-tsvewo
Tsvetsvewo tsvetsvewo
Tsverere kutsverere
Tsvetsvewo
Njerere kutsvetsve-tsvewo
Tsvetsvewo tsvetsvewo

Don't want to see ads? Subscribe now

API Calls