Playing via Spotify Playing via YouTube
Skip to YouTube video

Loading player…

Scrobble from Spotify?

Connect your Spotify account to your Last.fm account and scrobble everything you listen to, from any Spotify app on any device or platform.

Connect to Spotify

Dismiss

A new version of Last.fm is available, to keep everything running smoothly, please reload the site.

Lyrics

So simple haaisi simple
Taedza kuidya nyika yaramba kupera.
Ndazama chose ndatadza kupedza.
Zvitadzo zvangu zvanyanya
Ndinzwei Mwari weminana
Ndinoda kupinda denga ×2

Hupenyu hwangu, hupenyu wamakandipa Ishe.
Hunoda, hunoda nyasha dzenyu Baba.
Bvisai dombo, dombo mumoyo mangu.
Baaba, kuti ndikunamatei.
Kutadza kwangu, kutadza kwandinoita Ishe.
Kunodzimbira, mavanga eMwanakomana.
Bvisai dombo, dombo mumoyo mangu.
Baaba kuti ndikunamatei.

Lyrics continue below...

Don't want to see ads? Upgrade Now

Vazhinji vari kundisema, kunhonga mabwe votanga kunditema.
Asi mutsvene ndashaiwa. Mwari wangu inini ndabaiwa.
Ndiri bofu rinoda kuona.
Handina shangu ndinoda kufamba. Fambai neni Mambo taurai neni Mambo.
Nyika yoenda kumawere, nyika yoenda kumawere.
Satan arikuti titeere, satan arikuti tivere.
Mwari huyai mutinunure, Mwari huyai mutinunure.
Jeso tinoda timutevere, Jeso tinoda timutevere.

Hupenyu hwangu, hupenyu hwamakatipa Ishe.
Hunooda hunoda nyasha dzenyu baba.
Bvisai dombo dombo mumoyo mangu. Baaba kuti ndikunamatei.
Kutadza kwangu kutadza kwandoita Ishe.
Kunodzimbira mavanga emwanakomana.
Bvisai dombo dombo mumoyo mangu. Baaba kuti ndikunamatei.

Kubasa kwaangu kwandinoshandira zvandinoona mambo. Zvinondiparira.
Maoko angu zvaanobata aya zvandinobata mambo zvinondiparira.
Muromo wangu zvawakataura makazvinyora
ikoko ndauya kuzodzimisa. Ndirangarireiwo.

Hupenyu hwangu, hupenyu hwamakatipa Ishe.
Hunooda hunoda nyasha dzenyu baba.
Bvisai dombo dombo mumoyo mangu. Baaba kuti ndikunamatei.
Kutadza kwangu kutadza kwandoita Ishe.
Kunodzimbira mavanga emwanakomana.
Bvisai dombo dombo mumoyo mangu. Baaba kuti ndikunamatei.
Hupenyu hwamakandipa Ishe
Hunoda nyasha dzenyu baba
Dombo mumoyo mangu
Kuti ndikunamatei.
Kutadza kwandinoita Ishe.
Mavanga emwanakomana.
Dombo mumoyo mangu
Kuti ndikunamatei

Writer(s): nicodimus mutize

Don't want to see ads? Upgrade Now

Features

API Calls