Playing via Spotify Playing via YouTube
Skip to YouTube video

Loading player…

Scrobble from Spotify?

Connect your Spotify account to your Last.fm account and scrobble everything you listen to, from any Spotify app on any device or platform.

Connect to Spotify

Dismiss

A new version of Last.fm is available, to keep everything running smoothly, please reload the site.

Third Street - Lyrics

Ndakaenda kuna Third Street muAvenues ndika ona hure,
Apfeka twumini akati "Zvakwana saka handina basa ndipo sadza ndine nzara"
Ndakaenda kuna Third Street muAvenues ndika ona hure, mahure hure hure hure
Hure
"Ndezvipi zvimwe zvekuita, handizive zvandiri kuenda
Zviri kundiuraya, zvaka pusa, azvina kunaka kudaro, zvaka pusa"
"Simuka, simuka, simuka mira uruwe"
Kana pasina shanduko, azvimbo chinja
Pese pandinodyira mutown, ndino ona mahure
Hure, mahure, mahure hure hure
Zvino shugurudza nokuti havana mukana
Hure, mahure, mahure, hure, hure
Simuka
Simuka
Handei
Simuka, simuka simuka uzvimirire. Simuka simuka simuka uzvimirire
Ndakaenda kuna Third Street muAvenues ndika onahure... mahure!
Hure, mahure, mahure, hure, hure
Hure, mahure, mahure, hure, hure
"Simuka, simuka, simuka mira uruwe"
Kana pasina shanduko, azvimbo chinja

Don't want to see ads? Subscribe now

API Calls