歌詞

Ga, ga Gafa
Chi Extraterrestial
Mwana akavhunza chi honest question
Baba namai vakatandara, hapana akamupindura

Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
Zvondopfeka hembe isina mabhatani
Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?

以下、歌詞続く...

広告なしで音楽を楽しみませんか?今すぐアップグレード

Ichasvika nguva yekuti vana vachada kutivhunza zvinhu zvakawanda
Tichawanikwa tichava tinotiza, asi chokwadi hakuna kwachichanohwanda
Vachada kuona zvatakashanda pamwe chete nenzira dzatakafamba
Ngative tinodzichenesa nzira dzedu kuti mangwana zvotaurwa tisazviramba
Zvinogumbura kuti ndaikwanisa asi pane pandakavarairwa
Ngatisava tinoyeuka bako mushure mekunge tanaiwa
Nguva yacho ndiyoyi vakachenjera vachagara vateya riva
Iwe teya rako mwana agoziva

Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
Zvondopfeka hembe isina mabhatani
Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?

Zvingori better kuti mwana angogara achiziya kuti daddy vangu vanotry
Ingori nguva nemukana zviri kutadza kusangana pane madhiri avanofayaa
Pane kuti mwana ati kana ari madhiri emari daddy vangu vaka retire
Ndinozviziva hongu zvinhu zvakaoma asi ndoramba ndichiti chingo aim higher
Mikana inosiyana asi kune mwana ndichazonozvitsanangura sei?
Anozvizwisisa here ndaishanda siku nesikati mwedzi wese pasina paye
Kubasa vachipa ma envlope kumba nema landlord gaya taitarisana sei?
Zvinotonetsa kutsanangura eehhh

Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
Zvondopfeka hembe isina mabhatani
Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?

Daddy maiitei, vamwe vachitenga dzimba nemacompany
Vamwe vachimhanya kubasa mangwanani
Zvondopfeka hembe isina mabhatani
Yoh yoh yoh yoh yoh maiitei?

Writer(s): Wallace Chirumiko

広告なしで音楽を楽しみませんか?今すぐアップグレード

API Calls

Spotify 経由で Scrobble しているお客様へ

Spotify アカウントを Last.fm アカウントに接続すると Spotify で聞く音楽がすべてScrobble されます。使用するアプリやデバイス、プラットフォームの種類を気にする必要はもうありません。

Spotify に接続

却下